Mateo 21:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakati ʋacinzwa mifananidzo yake, ʋakaziʋa kuti unoʋareʋa iʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Vapristi vakuru navaFarisi vakati vachinzwa mifananidzo yake, vakaziva kuti anovareva ivo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Vapristi vakuru navaFarisei pavakanzwa mienzaniso yake, vakazviona kuti aireva ivo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Vapristi vakuru navaFarisei pavakanzwa mienzaniso yake, vakazviona kuti aireva ivo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Vaprista vakuru navaFarisi pavakanzwa mifananidzo yaJesu, vakaziva kuti aitaura nezvavo. Viz kapitola |