Mateo 21:43 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Naiɀoɀo ndinoti kwamuri: Mucatorerwa imi ʋushe bgaMŋari, bgukapiwa ʋanhu ʋanoɓereka ɀiɓereko ɀabgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 “Naizvozvo ndinoti kwamuri, muchatorerwa imi ushe hwaMwari, hukapiwa vanhu vanobereka michero yahwo. [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Naizvozvo, ndinoti kwamuri umambo hwaMwari muchahutorerwa huchipiwa kuno rudzi runobereka muchero yaho.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Naizvozvo, ndinoti kwamuri umambo hwaMwari muchahutorerwa huchipiwa kuno rudzi runobereka muchero yaho.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 “Naizvozvo ndinokuudzai kuti umambo hwaMwari huchatorwa kubva kwamuri huchipiwa kuvanhu vachabereka zvibereko zvahwo. Viz kapitola |