Mateo 21:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino kana mŋene womunda wemizambiriŋga acizoʋuya, ucaiteiko naʋarimi iʋaʋo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 “Zvino kana tenzi womunda wemidzambiringa achizouya, achaiteiko navarimi ivavo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Saizvozvo, kana muridzi womunda wamagirepisi akauya achaitei kune vokushandisa munda wake vaya?” Ivo vakati kwaari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Saizvozvo, kana muridzi womunda wamagirepisi akauya achaitei kune vokushandisa munda wake vaya?” Ivo vakati kwaari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 “Naizvozvo, panouya muridzi womunda womuzambiringa achaiteiko kuvarimi avo?” Viz kapitola |