Mateo 21:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Asi ʋarimi ʋakati ʋaciʋona mŋanakomana, ʋakataurirana, ʋaciti: Uyu ndiye mugari wenhaka; ʋuyai timuʋuraye, titore nhaka yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Asi varimi vakati vachiona mwanakomana, vakataurirana, vachiti, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka; uyai timuuraye, titore nhaka yake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Vaya vaishandisa munda pavakaona mwanakomana uya vakati pachavo, ‘Uyu ndiyeka mugari wenhaka, uyai timuuraye tizotora nhaka yake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Vaya vaishandisa munda pavakaona mwanakomana uya vakati pachavo, ‘Uyu ndiyeka mugari wenhaka, uyai timuuraye tizotora nhaka yake.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 “Asi varimi pavakaona mwanakomana vakataurirana vakati, ‘Uyu ndiye mudyi wenhaka. Uyai timuuraye, tigotora nhaka yake.’ Viz kapitola |