Mateo 21:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Akatuma ɀe ʋamŋe ʋaranda, ʋazhinji kunoʋokutaŋga; ʋakaʋaitira saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Akatumazve vamwe varanda, vazhinji kukunda wokutanga; vakavaitira saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Akatumazve vamwe varanda, vakatowanda kupinda vokutanga vaya. Vakaita zvimwechetezvo kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Akatumazve vamwe varanda, vakatowanda kupinda vokutanga vaya. Vakaita zvimwechetezvo kwavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Ipapo akatumazve vamwe varanda kwavari, vakawanda kupfuura vokutanga, varimi vakavaitira zvimwe chetezvo. Viz kapitola |