Online Bible

- Reklamy -




Mateo 21:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ʋakapindura, ʋakati kunaJesu: Hatiziʋi. Akati kwaʋari: Neni handiŋgakuʋudziyi ʋo simba randinoita naro ɀinhu iɀi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Vakapindura, vakati kuna Jesu, “Hatizivi.” Akati kwavari, “Neni handingakuudziyiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Iye akati kwavari, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Iye akati kwavari, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Ipapo iye akati, “Neni handingakuudzeiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 21:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy