Mateo 21:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino mapofu naʋaikamhina ʋakaʋuya kwaari mutembere, akaʋaporesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino mapofu navaikamhinha vakauya kwaari mutemberi akavaporesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mapofu nemhetamakumbo vakauya kwaari muTemberi akavarapa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mapofu nemhetamakumbo vakauya kwaari muTemberi akavarapa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mapofu navakaremara vakauya kwaari kutemberi, uye akavaporesa. Viz kapitola |