Mateo 20:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino mai ʋaʋanakomana ʋaZebedi ʋakaʋuya kwaari naʋanakomana ʋaʋo, ʋacimunamata, kuzokumbira cinhu kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino mai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kwaari navanakomana vavo, vachimupfugamira, kuzokumbira chinhu kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Amai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kwaari nevanakomana vavo vakapfugama pamberi pake vakaisa chichemo chavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Amai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kwaari nevanakomana vavo vakapfugama pamberi pake vakaisa chichemo chavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo mai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kuna Jesu navanakomana vavo, vakapfugama pamberi pake vaine chikumbiro. Viz kapitola |