Mateo 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akakokera ʋaprista ʋakuru ʋose naʋanyori ʋaʋanhu, akaʋabvunza kuti Kristu ucaɓerekwepi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Akakokera vapristi vakuru vose navanyori pakati pevanhu, akavabvunza kuti, “Kristu uchaberekerwepi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akaunganidza vapristi vakuru vose nenyanzvi dzavanhu dzomutemo akavabvunzisisa kuti iye Kristu aizoberekererwa kupi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akaunganidza vapristi vakuru vose nenyanzvi dzavanhu dzomutemo akavabvunzisisa kuti iye Kristu aizoberekererwa kupi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kuzoti akokera pamwe chete vaprista navadzidzisi vomutemo, akavabvunza kwaizoberekerwa Kristu. Viz kapitola |