Mateo 19:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuɗaro haʋaciri ʋaʋiri, asi nyama imŋe. Ɀino, iɀo Mŋari ɀaakasoŋganisa, munhu ŋgaarege kuɀiparadzanisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nokudaro havachiri vaviri, asi vava nyama imwe. Zvino, izvo Mwari zvaakasanganisa, munhu ngaarege kuzviparadzanisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo havachisiri vaviri asi vava nyama imwechete. Naizvozvo chinenge chabatanidzwa naMwari ngachirege kuparadzaniswa nomunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Naizvozvo havachisiri vaviri asi vava nyama imwechete. Naizvozvo chinenge chabatanidzwa naMwari ngachirege kuparadzaniswa nomunhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka havachisiri vaviri asi mumwe chete. Naizvozvo chabatanidzwa naMwari pamwe chete, hapana munhu anofanira kuchiparadzanisa.” Viz kapitola |