Mateo 19:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Petro akapindura, akati kwaari: Tarirai, isu takasiya ɀose, tikakuteʋerai; ticagopiweiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Petirosi akapindura, akati kwaari, “Tarirai, isu takasiya zvose, tikakuteverai; tichagopiweiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ipapo Pita akapindura achiti, “Tarisai muone, isu takasiya zvose tikakuteverai. Zvino tichawanei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ipapo Pita akapindura achiti, “Tarisai muone, isu takasiya zvose tikakuteverai. Zvino tichawanei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Petro akamupindura akati, “Takasiya zvose kuti tikuteverei! Zvino tichawaneiko?” Viz kapitola |