Online Bible

- Reklamy -




Mateo 19:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi jaya rakati ricinzwa shoko iri, rikaenda rineshuŋgu; nokuti rakaŋga rinefuma zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi jaya rakati richinzwa shoko iri, rikaenda rasuwa kwazvo; nokuti rakanga rine pfuma zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Jaya riya parakazvinzwa rakaenda rasuruvara nokuti rakanga riine zvinhu zvakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Jaya riya parakazvinzwa rakaenda rasuruvara nokuti rakanga riine zvinhu zvakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Jaya riya parakanzwa izvi, rakaenda rakasuwa kwazvo nokuti raiva nepfuma zhinji kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 19:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy