Mateo 19:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi Jesu wakati kwaʋari: Regai ʋana ʋaɗuku, musaʋadziʋisa kuʋuya kwandiri; nokuti ʋushe bgokuɗeŋga ndobgaʋakaɗai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi Jesu akati kwavari, “Regai vana vaduku, musavadzivisa kuuya kwandiri; nokuti ushe hwekudenga ndohwavakadai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi Jesu akati, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hokudenga ndehwevakaita saivava.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi Jesu akati, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hokudenga ndehwevakaita saivava.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jesu akati, “Regai vana vaduku vauye kwandiri, musavadzivisa, nokuti umambo hwokudenga ndohwavakadai.” Viz kapitola |