Online Bible

- Reklamy -




Mateo 19:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋadzidzi ʋakati kwaari: Kana ɀakaɗaro pakati pomurume nomukadzi, haɀina‐kunaka kuwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vadzidzi vakati kwaari, “Kana zvakadaro pakati pomurume nomukadzi, hazvina kunaka kuwana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vadzidzi vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro akaita zvinhu pane zvomurume nomukadzi zviri nani kusaroora.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Vadzidzi vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro akaita zvinhu pane zvomurume nomukadzi zviri nani kusaroora.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro azvakaita pakati pomurume nomukadzi, zviri nani kusawana.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 19:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy