Mateo 18:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Saiɀoɀo Ƃaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga ʋacakuitirai ʋo, kana musiŋgakaŋganwiriyi mumŋe nomumŋe hama yake nomŋoyo wenyu wose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Saizvozvo Baba vangu vari kudenga vachakuitiraiwo, kana asingaregerere mumwe nomumwe hama yake nomwoyo wose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ndizvo zvichaitawo Baba vangu vari kudenga kuno mumwe nomumwe wenyu kana musingaregererani nemwoyo wose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Ndizvo zvichaitawo Baba vangu vari kudenga kuno mumwe nomumwe wenyu kana musingaregererani nemwoyo wose.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 “Izvi ndizvo zvichaitirwa mumwe nomumwe wenyu naBaba vangu vari kudenga kana musingaregereri hama yenyu nomwoyo wose.” Viz kapitola |