Online Bible

- Reklamy -




Mateo 18:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino ʋamŋe ʋaranda ʋaiɓata pamŋe cete naye ʋakati ʋaciʋona ɀaitwa, ʋakafa neshuŋgu kwaɀo, ʋakaenda kundoʋudza ishe waʋo ɀose ɀakaitwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino vamwe varanda vaishanda pamwechete naye vakati vachiona zvaitwa, vakafa neshungu kwazvo, vakaenda kundoudza ishe wavo zvose zvakaitwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Vamwe vake, varandawo pamwe naye, pavakaona zvakanga zvaitika, zvakavatsamwisa kwazvo. Vakaenda vakandotaurira tenzi wavo zvose zvakanga zvaitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Vamwe vake, varandawo pamwe naye, pavakaona zvakanga zvaitika, zvakavatsamwisa kwazvo. Vakaenda vakandotaurira tenzi wavo zvose zvakanga zvaitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Vamwe varanda vakati vaona zvakanga zvaitika, zvakavatambudza zvikuru ndokubva vanoudza tenzi wavo zvose zvakanga zvaitika.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 18:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy