Online Bible

- Reklamy -




Mateo 18:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino Petro wakaʋuya akati kwaari: Ishe, hama yaŋgu icanditadzira kaŋganiko, ndikaikaŋganwira? Kuȿikira kanomŋe here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino Petirosi akauya akati kwaari, “Ishe, hama yangu ichanditadzira kanganiko, ndakairegerera? Kusvikira kanomwe here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Pita akauya akati kuna Jesu, “Tenzi hama yangu ingandikanganisire kangani ndichiiregerera; tingati kanomwe here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Pita akauya akati kuna Jesu, “Tenzi hama yangu ingandikanganisire kangani ndichiiregerera; tingati kanomwe here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ipapo Petro akauya kuna Jesu akamubvunza achiti, “Ishe, kanganiko kandingaregerera hama yangu kana achinditadzira? Kanomwe here?”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 18:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy