Mateo 18:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ndinoti kwamuri ɀe: Kana ʋaʋiri ʋenyu ʋakatenderana panyika pamsoro pecimŋe cinhu caʋanokumbira, ʋacaciitirwa naƂaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ndinoti kwamurizve, kana vaviri venyu vakatenderana panyika pamusoro pechimwe chinhu chavanokumbira, vachachiitirwa naBaba vangu vari kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Chimwezve chandinokutaurira, ndechokuti, kana vaviri venyu panyika pano vakawirirana kukumbira chimwe chinhu vachachiitirwa naBaba vangu vari kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Chimwezve chandinokutaurira, ndechokuti, kana vaviri venyu panyika pano vakawirirana kukumbira chimwe chinhu vachachiitirwa naBaba vangu vari kudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Ndinokuudzai zvakare kuti kana vaviri venyu mukabvumirana pane chamunokumbira kuna Baba vangu vari kudenga, muchachiitirwa. Viz kapitola |