Mateo 18:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana asiŋgaʋanzwi, uʋudze ʋuŋgano; kana asiŋganzwi ʋo ʋuŋgano, ŋgaaʋe kwauri somuheɗeni nomuFarise. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Kana asingavanzwi, uudze ungano; kana asinganzwiwo ungano, ngaave kwauri somuhedheni nomuFarisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana akaramba kuvateerera, pira nyaya iyoyo kusangano. Kana akaramba kuteerera kunyange sangano, mutorei somuhedheni nomuteresi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kana akaramba kuvateerera, pira nyaya iyoyo kusangano. Kana akaramba kuteerera kunyange sangano, mutorei somuhedheni nomuteresi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kana akaramba kuteerera, uudze kereke, kana akaramba kuteerera kunyange kereke, umutore zvako somuhedheni kana muteresi. Viz kapitola |