Mateo 17:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo, ʋakatya ɀikuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vadzidzi vakati vachizvinzwa, vakawira pasi nezviso zvavo, vakatya zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakati kota kota pasi nouso vabatwa nokutya kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakati kota kota pasi nouso vabatwa nokutya kukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vadzidzi vakati vanzwa izvi, vakawira pasi nezviso zvavo vachitya kwazvo. Viz kapitola |