Mateo 17:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akapindura, akati: Eria ucaʋuya hake, aʋandudze ɀinhu ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Akapindura, akati, “Eria achauya hake, avandudze zvinhu zvose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akati, “Hongu Eriya anofanira kuuya, achizodzorera zvinhu zvose pakare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye akati, “Hongu Eriya anofanira kuuya, achizodzorera zvinhu zvose pakare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jesu akapindura akati, “Ichokwadi kuti Eria achauya agovandudza zvinhu zvose. Viz kapitola |