Online Bible

- Reklamy -




Mateo 17:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋadzidzi ʋakamubvunza, ʋaciti: Ʋanyori ʋanotaurireiko, ʋaciti, Eria unofanira kutaŋga kuʋuya?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vadzidzi vakamubvunza, vachiti, “Vanyori vanotaurireiko, vachiti, Eria anofanira kutanga kuuya?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Ko pamusana pei nyanzvi dzomutemo dzichiti Eriya anofanira kutanga auya?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Ko pamusana pei nyanzvi dzomutemo dzichiti Eriya anofanira kutanga auya?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Vadzidzi vakamubvunza vakati, “Ko, sei vadzidzisi vemirayiro vachiti Eria anofanira kutanga kuuya?”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 17:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy