Mateo 16:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Jesu, aciɀiziʋa, akati kwaʋari: Imi ʋokutenda kuɗuku, munoraŋgana pakati penyu nemhaka yeiko, kuti hamuneɀiŋgwa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Jesu, achizviziva, akati kwavari, “Imi vokutenda kuduku, munorangana pakati penyu nemhaka yeiko, kuti hamuna zvingwa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Jesu akazviziva akati, “Inga muri vanhu vechitendero chidiki. Ko munogokurukurirana zvokuti hamuna chingwa sei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Jesu akazviziva akati, “Inga muri vanhu vechitendero chidiki. Ko munogokurukurirana zvokuti hamuna chingwa sei? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Achiziva izvi Jesu akavabvunza akati, “Imi vokutenda kuduku, ko, muri kutauriranei pakati penyu nezvokusava nechingwa? Viz kapitola |