Mateo 16:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nokuti munhu ucaɓatsirweiko kana awana nyika yose, akarashikirwa noʋupenyu bgake? Kana munhu ucaripeiko kuti adzikinure ʋupenyu bgake? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Nokuti munhu achabatsirwa neiko kana awana nyika yose, akarasikirwa noupenyu hwake? Kana munhu acharipeiko kuti adzikinure hupenyu hwake? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvapasi pose, iye achirasikirwa noupenyu hwake. Kana kuti angabvisei chokutsinhanisa noupenyu hwake? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvapasi pose, iye achirasikirwa noupenyu hwake. Kana kuti angabvisei chokutsinhanisa noupenyu hwake? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ko, munhu achabatsirwa nei kana akawana nyika yose, asi achirasikirwa noupenyu hwake? Kana kuti munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake? Viz kapitola |