Online Bible

- Reklamy -




Mateo 16:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Nokuti aninani unoɗa kuponesa ʋupenyu bgake, ucarashikirwa nabgo; asi aninani unorashikirwa noʋupenyu bgake nokuɗa kwaŋgu, ucabguwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Nokuti ani naani anoda kuponesa upenyu hwake, acharasikirwa nahwo; asi ani naani anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu, achahuwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 nokuti uyo anoda kuponesa upenyu hwake acharasikirwa nahwo. Uyo anorasikirwa noupenyu hwake pamusana pangu achahuwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 nokuti uyo anoda kuponesa upenyu hwake acharasikirwa nahwo. Uyo anorasikirwa noupenyu hwake pamusana pangu achahuwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Nokuti ani naani anoda kuchengetedza upenyu hwake acharasikirwa nahwo, asi ani naani anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu achahuwana.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 16:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy