Mateo 16:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Asi wakapindura, akati kwaʋari: Paŋguʋa yamaɗekwana munoti: Kucacena, nokuti ɗeŋga rakatȿuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Asi akapindura, akati kwavari, “Panguva yamadekwana munoti, ‘Kuchachena, nokuti denga rakatsvuka.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iye akavapindura achiti, “Kumanheru munoti, ‘Kunze kuchange kwakanaka nokuti denga rinenge rakatsvukirira.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Iye akavapindura achiti, “Kumanheru munoti, ‘Kunze kuchange kwakanaka nokuti denga rinenge rakatsvukirira.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akavapindura achiti, “Panosvika nguva yamadekwana munoti, ‘Mamiriro okunze achange akanaka nokuti denga rakatsvuka.’ Viz kapitola |