Online Bible

- Reklamy -




Mateo 15:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ʋakadya ʋakaŋga ʋari ʋarume ʋaneɀuru ɀinna, ʋakadzi naʋana ʋasiŋgaʋereŋgwi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Vakadya vakanga vari varume vane zviuru zvina, vakadzi navana vasingaverengwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Vakadya vacho vaiva zviuru zvina zvavarume tisingaverengi zvedu vakadzi navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Vakadya vacho vaiva zviuru zvina zvavarume tisingaverengi zvedu vakadzi navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Vanhu vakadya vaiva varume zviuru zvina, vakadzi navana vasingaverengerwi.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 15:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy