Mateo 15:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akati kwaʋari: Muneɀiŋgwa ɀiŋganiko? Ʋakati: Ɀinomŋe, nehoʋe ɗuku shomanene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Jesu akati kwavari, “Mune zvingwa zvinganiko?” Vakati, “Zvinomwe, nehove duku shomanana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwavari, “Mune zvingwa zvingani?” Ivo vakati, “Tine zvinomwe netuhove tushoma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akati kwavari, “Mune zvingwa zvingani?” Ivo vakati, “Tine zvinomwe netuhove tushoma.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akabvunza akati, “Mune zvingwa zvingani?” Ivo vakati, “Tine zvinomwe notuhove tushoma shoma.” Viz kapitola |