Mateo 15:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akapindura, akati: Muti mumŋe nomumŋe usina‐kusimŋa naƂaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga ucadzurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akapindura, akati, “Muti mumwe nomumwe usina kusimwa naBaba vangu vari kudenga uchadzurwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iye akati, “Chose chisina kudyarwa naBaba vangu chichadzipurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Iye akati, “Chose chisina kudyarwa naBaba vangu chichadzipurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akapindura akati, “Muti mumwe nomumwe usina kusimwa naBaba vangu vokudenga uchadzurwa. Viz kapitola |