Mateo 15:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino akaɗana ʋanhu ʋazhinji kwaari, akati kwaʋari: Tererai, munzwisise: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino akadana vanhu vazhinji kwaari, akati kwavari, “Teererai, munzwisise. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu akadaidza vanhu ndokuti kwavari, “Teererai munzwisise, “Munhu haan'oreswe nezvinopinda mukanwa make Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Jesu akadaidza vanhu ndokuti kwavari, “Teererai munzwisise, “Munhu haan'oreswe nezvinopinda mukanwa make Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu akadana vanhu vazhinji kwaari akati, “Teererai, munzwisise. Viz kapitola |