Mateo 14:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mambo akaɀidya mŋoyo, asi nokuɗa kwokupika kwake, ʋuye nokuɗa kwaʋakaŋga ʋagere pakudya, akaraira kuti apiwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Mambo akazvidya mwoyo, asi nokuda kwokupika kwake, uye nokuda kwavakanga vagere pakudya, akaraira kuti apiwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mambo zvakamutambudza mwoyo asi nokuda kwemhiko dzake uye pamusanawo pavaenzi vake akati ngaapiwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mambo zvakamutambudza mwoyo asi nokuda kwemhiko dzake uye pamusanawo pavaenzi vake akati ngaapiwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mambo akasuwiswa nazvo, asi nokuda kwemhiko yake uye navaainge agere navo pakudya, akarayira kuti upiwe kwaari, Viz kapitola |