Online Bible

- Reklamy -




Mateo 14:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino wakaŋga aciɗa kumuʋuraya, asi wakatya ʋanhu ʋazhinji, nokuti ʋaiti muprofita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino akanga achida kumuuraya, asi akatya vanhu vazhinji, nokuti vaimuti muporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Kunyange zvazvo aida kumuuraya aitya vanhu nokuti vaimutora somuporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Kunyange zvazvo aida kumuuraya aitya vanhu nokuti vaimutora somuporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Herodhi aida kuuraya Johani asi aitya vanhu nokuti vaimuona somuprofita.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 14:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy