Online Bible

- Reklamy -




Mateo 14:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 ʋakakumbira ɀikuru kwaari kuti ʋaɓate cete mupendero weŋguʋo yake; ʋose ʋakaɓata ʋakaporeswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 vakakumbira zvikuru kwaari kuti vabate chete mupendero wenguo yake; vose vakabata vakaporeswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Vakamukumbirisa kuti vangobatawo mupendero wehanzu yake. Vose vakaibata vakaporeswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Vakamukumbirisa kuti vangobatawo mupendero wehanzu yake. Vose vakaibata vakaporeswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 vakamukumbira zvikuru kuti abvumire varwere kuti vangobata mupendero wenguo yake uye vose vakamubata vakaporeswa.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 14:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy