Online Bible

- Reklamy -




Mateo 14:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ʋarume ʋenɀimbo iyo ʋakamuziʋa, ʋakatuma shoko panyika yose iyo yakapoteredza; ʋakaʋuya kwaari naʋose ʋairwara;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Varume venzvimbo iyo vakamuziva, vakatuma shoko panyika yose iyo yakapoteredza; vakauya kwaari navose vairwara;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Varume voko pavakamuziva, vakatuma nhume kunharaunda iyoyo yose vakaunza kwaari vose vairwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Varume voko pavakamuziva, vakatuma nhume kunharaunda iyoyo yose vakaunza kwaari vose vairwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Uye varume venzvimbo iyoyo vakati vamuziva, vakatumira shoko mudunhu rose rakapoteredza. Vanhu vakauya navarwere vavo vose kwaari

Viz kapitola kopírovat




Mateo 14:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy