Mateo 14:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Iye akati: Ʋuya! Petro akaɓuruka mugwa, akafamba pamsoro pemvura, akaenda kunaJesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Iye akati, “Uya!” Petirosi akaburuka muigwa, akafamba pamusoro pemvura, akaenda kuna Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Iye akati, “Uya.” Pita akabuda mugwa akafamba napamusoro pemvura achienda kuna Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Iye akati, “Uya.” Pita akabuda mugwa akafamba napamusoro pemvura achienda kuna Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Iye akati, “Uya.” Ipapo Petro akabuda mugwa akafamba pamusoro pemvura akananga kuna Jesu. Viz kapitola |