Mateo 14:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Neŋguʋa yecinna yoʋusiku akaʋuya kwaʋari, acifamba pamsoro peguŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Nenguva yechina yousiku akauya kwavari, achifamba pamusoro pegungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kuzoti yava nguva yomurirakamwe akauya kwavari achifamba pamusoro pegungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kuzoti yava nguva yomurirakamwe akauya kwavari achifamba pamusoro pegungwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Panguva yechina yousiku Jesu akaenda kwavari, achifamba pamusoro pegungwa. Viz kapitola |