Online Bible

- Reklamy -




Mateo 14:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino wakati aendisa ʋanhu ʋazhinji, akakwira mugomo ari oga kundonyeŋgetera; aʋa maɗekwana wakaŋga ari’po ari oga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino akati aendesa vanhu vazhinji, akakwira mugomo ari oga kundonyengetera; ava madekwana akanga aripo ari oga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Paakapedza kuonekana negungano riya ravanhu akakwira mugomo ari oga kundonamata. Paakanga ava madeko, akanga arimo ari oga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Paakapedza kuonekana negungano riya ravanhu akakwira mugomo ari oga kundonamata. Paakanga ava madeko, akanga arimo ari oga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Mushure mokuendesa vanhu vazhinji ava, akakwira mugomo ari oga kundonyengetera. Madekwana akasvika iye achingovako ari oga,

Viz kapitola kopírovat




Mateo 14:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy