Online Bible

- Reklamy -




Mateo 13:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Dzimŋe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivuŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Dzimwe dzakandowira muminzwa. Minzwa yakakura ikadzivhunga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Dzimwe dzakandowira muminzwa. Minzwa yakakura ikadzivhunga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Dzimwe mbeu dzakawira muminzwa, minzwa ikakura ikadzivhunga.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 13:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy