Online Bible

- Reklamy -




Mateo 13:57 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

57 Ʋakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwaʋari: Muprofita haaŋgashaiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

57 Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Vakagumbuka naye. Jesu akati kwavari, “Muporofita anoremekedzwa kumwe kose kusiya munyika make nomumusha make.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

57 Vakagumbuka naye. Jesu akati kwavari, “Muporofita anoremekedzwa kumwe kose kusiya munyika make nomumusha make.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

57 Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muprofita haashayiwi kukudzwa asi munyika yake nomumba make.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 13:57

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy