Online Bible

- Reklamy -




Mateo 13:56 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

56 Nehanɀadzi dzake hadzizi pakati patiri dzose here? Ko iye wakagowanepi ɀinhu iɀoɀo ɀose?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

56 Nehanzvadzi dzake hadzisi pakati patiri dzose here? Ko iye akagowanepi zvinhu izvozvo zvose?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

56 Inga hanzvadzi dzake dzose tinadzo wani. Ko munhu uyu, zvose izvi akazviwana kupi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

56 Inga hanzvadzi dzake dzose tinadzo wani. Ko munhu uyu, zvose izvi akazviwana kupi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

56 Uye hanzvadzi dzake hadzisi pakati pedu dzose here? Ko, zvino murume uyu akawanepi zvinhu zvose izvi?”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 13:56

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy