Online Bible

- Reklamy -




Mateo 13:49 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Ndiɀo ɀicaitwa pakuguma kwenyika; ʋatumŋa ʋacaɓuɗa, ʋacaɓuɗisa ʋakaipa pakati paʋakarurama,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Ndizvo zvichaitwa pakuguma kwenyika; vatumwa vachabuda, vachabudisa vakaipa pakati pavakarurama,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Ndizvozvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi. Vatumwa vachabuda vachindokamura vakaipa kubva muna vakarurama

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Ndizvozvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi. Vatumwa vachabuda vachindokamura vakaipa kubva muna vakarurama

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Izvi ndizvo zvazvichaita pakuguma kwenyika. Vatumwa vachauya vagotsaura vakaipa kubva kune vakarurama,

Viz kapitola kopírovat




Mateo 13:49

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy