Mateo 13:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 akati awana parera rimŋe rinomuteŋgo mukuru, akaenda, akandoteŋgesa ɀose ɀaakaŋga anaɀo, akariteŋga iro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 akati awana pera rimwe rinomutengo mukuru, akaenda, akandotengesa zvose zvaakanga anazvo, akaritenga iro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 anoti kana awana pera rimwechete rinokosha kwazvo, anoenda ondotengesa zvose zvaanazvo oritenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 anoti kana awana pera rimwechete rinokosha kwazvo, anoenda ondotengesa zvose zvaanazvo oritenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Akati awana rimwe rawo rinokosha akaenda akandotengesa zvose zvaakanga anazvo uye akaritenga. Viz kapitola |