Online Bible

- Reklamy -




Mateo 13:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ɀino mashawi seɀaanoʋuŋganidzwa acipiswa mumŋoto, ndiɀo ɀicaitwa pakuguma kwenyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 “Zvino masawi sezvaanounganidzwa achipiswa mumoto, ndizvo zvichaitwa pakuguma kwenyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Sokuunganidzwa kunoitwa sawi richipiswa nomoto ndizvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Sokuunganidzwa kunoitwa sawi richipiswa nomoto ndizvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 “Sokudzurwa kunoitwa masawi achipiswa mumoto, ndizvo zvazvichaita pakuguma kwenyika.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 13:40

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy