Online Bible

- Reklamy -




Mateo 13:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ɀino Jesu wakati aendisa ʋanhu ʋazhinji, akapinda mumba, ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya kwaari, ʋakati: Tiɗudzirei mufananidzo wamashawi omumunda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Zvino Jesu akati aendesa vanhu vazhinji, akapinda mumba, vadzidzi vake vakauya kwaari, vakati, “Tidudzirei mufananidzo wamasawi omumunda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Akabva pagungano ravanhu akapinda mumba. Vadzidzi vake vakauya kwaari vachiti, “Titsanangurirei muenzaniso wesawi romumunda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Akabva pagungano ravanhu akapinda mumba. Vadzidzi vake vakauya kwaari vachiti, “Titsanangurirei muenzaniso wesawi romumunda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Ipapo akasiya vanhu vazhinji akapinda mumba. Vadzidzi vake vakauya kwaari vakasvikoti, “Titsanangurirei zvinorehwa nomufananidzo wamasawi mumunda.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 13:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy