Mateo 13:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi haanomudzi mukati make, ndiye weciŋguʋa ciɗuku; kana kutambudzika nokuʋeŋgwa ɀiciʋuya nokuɗa kweshoko, pakarepo unogumburwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Asi haana mudzi mukati make, ndiye wechinguva chiduku; kana kutambudzika nokuvengwa zvichiuya nokuda kweshoko, pakarepo anogumburwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 asi haana mudzi maari anotirira kwechinguva. Kana nhamo namatambudziko zvamuka pamusana peshoko, anobva atsauka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 asi haana mudzi maari anotirira kwechinguva. Kana nhamo namatambudziko zvamuka pamusana peshoko, anobva atsauka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi nokuti haana mudzi, anongorarama naro kwechinguva chipfupi. Kana nhamo kana kutambudzwa zvauya nokuda kweshoko, anokurumidza kugumburwa. Viz kapitola |