Mateo 13:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akapindura, akati kwaʋari: Nokuti imi makapiwa kuziʋa ɀakaʋanzika ɀoʋushe bgokuɗeŋga, asi aʋa haʋana‐kupiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Akapindura, akati kwavari, “Nokuti imi makapiwa kuziva zvakavanzika zvoushe hwedenga, asi ava havana kupiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akavapindura achiti, “Imi makapiwa ruzivo rwezvakavandika zvoumambo hwokudenga. Asi ivo havana kuzvipiwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye akavapindura achiti, “Imi makapiwa ruzivo rwezvakavandika zvoumambo hwokudenga. Asi ivo havana kuzvipiwa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Akapindura achiti, “Ruzivo rwezvakavanzika zvoumambo hwokudenga rwakapiwa kwamuri imi, asi kwete kwavari. Viz kapitola |