Mateo 12:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi ɗai maiziʋa kuti ɀinoti kuɗini kuti: Ndinoɗa ŋgoni, handiɗi ciɓayiro, muŋgaɗai musina‐kutoŋga ʋasinemhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi dai maiziva kuti zvinoti kudini kuti, ‘Ndinoda ngoni, handidi chibayiro,’ mungadai musina kutonga vasina mhosva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dai zvenyu maiziva zvinoreva izvi zvokuti, ‘Chandinoda ini itsitsi kwete chibayiro, mungadai musina kupa mhosva vasina mhosva Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Dai zvenyu maiziva zvinoreva izvi zvokuti, ‘Chandinoda ini itsitsi kwete chibayiro, mungadai musina kupa mhosva vasina mhosva Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Dai maiziva zvinorehwa namashoko anoti, ‘Ndinoda ngoni, kwete zvibayiro,’ hamaizopa mhosva vasina mhosva. Viz kapitola |