Online Bible

- Reklamy -




Mateo 12:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Ɀino unoenda, ndokutora mimŋe mŋeya minomŋe inoupfuʋura nokuipa, ndokupinda, ndokugara’mo; kupedzisira kwomunhu uyu kwakaipa kupfuʋura kutaŋga kwake. Ɀicaita saiɀoɀo ʋo norudzi urwu rwakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Zvino unoenda, ndokutora mimwe mweya minomwe inoupfuura nokuipa, ndokupinda, ndokugaramo. Kupedzisira kwomunhu uyu kwakaipa kupfuura kutanga kwake. Zvichaita saizvozvowo norudzi urwu rwakaipa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Ipapo unobva waenda wondounza mimwe mweya minomwe yakaipa kupinda iwo. Inopinda yogara imomo. Mhedziso yomunhu iyeyo inoipa kupinda pokutanga. Ndizvo zvichaitika kuchizvarwa chino ichi chakaipa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Ipapo unobva waenda wondounza mimwe mweya minomwe yakaipa kupinda iwo. Inopinda yogara imomo. Mhedziso yomunhu iyeyo inoipa kupinda pokutanga. Ndizvo zvichaitika kuchizvarwa chino ichi chakaipa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Ipapo unobva waenda kundotsvaka mimwe mweya minomwe yakaipa kukunda iwo, uye inopinda igogaramo. Uye kupedzisira kwomunhu uyu kwakaipa kupfuura kutanga kwake. Ndizvo zvazvichaita kurudzi urwu rwakaipa.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 12:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy