Online Bible

- Reklamy -




Mateo 12:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ɀino ʋamŋe ʋanyori naʋaFarise ʋakapindura, ʋakati: Mudzidzisi, tinoɗa kuʋona ciratidzo kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Zvino vamwe vanyori navaFarisi vakapindura, vakati, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Ipapo vamwe vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakati kwaari, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chechishamiso kubva kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 12:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy