Mateo 12:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Nokuti namashoko ako ucaruramiswa, ʋuye namashoko ako ucagurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Nokuti namashoko ako ucharuramiswa, uye namashoko ako uchapiwa mhosva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 nokuti mazwi ako ndiwo achakupembedza uye mazwi ako ndiwo achakubatisa nemhosva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 nokuti mazwi ako ndiwo achakupembedza uye mazwi ako ndiwo achakubatisa nemhosva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Nokuti namashoko ako ucharuramisirwa, uye namashoko ako uchawanikwa une mhosva.” Viz kapitola |